Zvirevo 10:7-9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

7. Kuyeukwa kwowakarurama kuchava chikomborero, asi zita rowakaipa richaora.

8. Akachenjera pamwoyo anogamuchira mirayiro, asi benzi rinotaura zvisina maturo richaparara.

9. Munhu akarurama anofamba akachengetedzeka, asi uyo anofamba nenzira dzakaminama achabatwa.

Zvirevo 10