Zvirevo 10:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uyo anounganidza zvirimwa muzhizha, mwanakomana akachenjera, asi uyo anorara munguva yokukohwa, mwanakomana anonyadzisa.

Zvirevo 10

Zvirevo 10:1-9