Zvirevo 10:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha haatenderi akarurama kuti anzwe nzara, asi kupanga kwowakaipa anokusundira kure.

Zvirevo 10

Zvirevo 10:1-13