Zvirevo 1:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mwanakomana wangu teerera, kurayira kwababa vako, uye usarasa kudzidzisa kwamai vako.

Zvirevo 1

Zvirevo 1:1-9