Zvirevo 1:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dai makateerera kutsiura kwangu, ndingadai ndakadurura mwoyo wangu kwamuri uye ndakazivisa pfungwa dzangu kwamuri.

Zvirevo 1

Zvirevo 1:22-28