Zvakazarurwa 9:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mhashu dzakanga dzakaita samabhiza agadzirirwa kundorwa. Pamisoro yadzo dzakanga dzakapfeka zvinhu zvinenge korona yegoridhe, uye zviso zvadzo zvakaita sezvavanhu.

Zvakazarurwa 9

Zvakazarurwa 9:4-9