Zvakazarurwa 9:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dzakaudzwa kuti dzirege kuparadza uswa hwenyika kana zvirimwa, kana miti ipi zvayo, asi vanhu vaya chete vakanga vasina chisimbiso chaMwari pahuma dzavo.

Zvakazarurwa 9

Zvakazarurwa 9:3-7