Zvakazarurwa 9:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Simba ramabhiza rakanga riri mumiromo yawo uye nomumiswe yawo; nokuti miswe yawo yakanga yakaita senyoka, ine misoro yaayiruma nayo.

Zvakazarurwa 9

Zvakazarurwa 9:13-20