Zvakazarurwa 9:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mutumwa wechitanhatu akaridza hwamanda yake, uye ndikanzwa inzwi richibuda munyanga dzearitari yegoridhe iri pamberi paMwari.

Zvakazarurwa 9

Zvakazarurwa 9:12-16