Zvakazarurwa 8:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mutumwa wokutanga akaridza hwamanda yake, ipapo kukauya chimvuramabwe nomoto zvakavhenganiswa neropa, uye zvikakandwa pamusoro penyika. Chetatu chenyika chakapiswa, chetatu chemiti chikapiswa, uye uswa hwose hunyoro hukapiswa.

Zvakazarurwa 8

Zvakazarurwa 8:4-12