Zvakazarurwa 7:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

kubva kurudzi rwaZebhuruni, zviuru gumi nezviviri,kubva kurudzi rwaJosefa zviuru gumi nezviviri,kubva kurudzi rwaBhenjamini zviuru gumi nezviviri.

Zvakazarurwa 7

Zvakazarurwa 7:1-15