Zvakazarurwa 7:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo ndakanzwa kuwanda kwaavo vakanga vaiswa chisimbiso: Zviuru zana namakumi mana nezvina, kubva kumarudzi ose avaIsraeri.

Zvakazarurwa 7

Zvakazarurwa 7:2-13