Zvakazarurwa 5:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye vakaimba rwiyo rutsva runoti:“Ndimi makafanira kutora bhuku rakapetwa nokuzarura zvisimbiso zvaro,nokuti ndimi makaurayiwa,uye neropa renyu makatengera Mwarivanhu kubva kumarudzi ose uye nendimi dzose,navanhu nendudzi.

Zvakazarurwa 5

Zvakazarurwa 5:6-12