Zvakazarurwa 5:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo mumwe wavakuru akati kwandiri, “Usachema! Tarira, Shumba yorudzi rwaJudha, Mudzi waDhavhidhi, akakunda. Iye anogona kuzarura bhuku rakapetwa nezvisimbiso zvaro zvinomwe.”

Zvakazarurwa 5

Zvakazarurwa 5:3-14