Zvakazarurwa 4:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pakarepo ndakava muMweya, uye ipapo pamberi pangu pakava nechigaro choushe kudenga, nomumwe akanga agere pamusoro pacho.

Zvakazarurwa 4

Zvakazarurwa 4:1-9