Zvakazarurwa 3:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Kumutumwa wekereke iri muFiradherifia nyora kuti:Aya ndiwo mashoko aiye mutsvene uye wechokwadi, iye akabata kiyi yaDhavhidhi. Chaanozarura hakuna munhu anopfiga, chaanopfiga hakuna munhu anochizarura.

Zvakazarurwa 3

Zvakazarurwa 3:4-12