Zvakazarurwa 3:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi una vanhu vashoma muSadhisi vasina kusvibisa nguo dzavo. Vachafamba neni, vakapfeka nguo chena, nokuti ndivo vakafanira.

Zvakazarurwa 3

Zvakazarurwa 3:1-7