Zvakazarurwa 3:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kuno uyo anokunda, ndichamutendera kuti agare neni pachigaro changu choushe, sezvandakakunda uye ndikagara naBaba vangu pachigaro chavo choushe.

Zvakazarurwa 3

Zvakazarurwa 3:13-22