Zvakazarurwa 3:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uyo anokunda ndichamuita mbiru mutemberi yaMwari wangu. Haazombobudimo. Ndichanyora paari zita raMwari wangu nezita reguta raMwari wangu, Jerusarema idzva, riri kuburuka richibva kudenga kuna Mwari; uye ndichanyorawo paari zita rangu idzva.

Zvakazarurwa 3

Zvakazarurwa 3:4-15