Zvakazarurwa 22:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mutumwa akati kwandiri, “Mashoko aya akatendeka uye ndeechokwadi. Ishe, Mwari wemweya yavaprofita, akatuma mutumwa wake kuzoratidza varanda vake zvinhu zvinofanira kukurumidza kuitika.”

Zvakazarurwa 22

Zvakazarurwa 22:1-12