Zvakazarurwa 22:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hakuchazovizve nokutukwa. Chigaro choushe chaMwari necheGwayana zvichava muguta, uye varanda vake vachamushumira.

Zvakazarurwa 22

Zvakazarurwa 22:1-12