Zvakazarurwa 21:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mumwe wavatumwa vanomwe akanga ane ndiro nomwe dzizere namatambudziko manomwe okupedzisira akauya kwandiri akati, “Uya, ndizokuratidza mwenga, mukadzi weGwayana.”

Zvakazarurwa 21

Zvakazarurwa 21:1-19