Zvakazarurwa 21:26-27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS) Kubwinya nokukudzwa kwendudzi kuchauyiswa mariri. Hakuna chinhu chine tsvina chichazopinda imomo