Zvakazarurwa 21:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Guta haritsvaki zuva kana mwedzi kuti zvivhenekere pamusoro paro, nokuti kubwinya kwaMwari ndiko kunovhenekera, uye Gwayana ndiro mwenje waro.

Zvakazarurwa 21

Zvakazarurwa 21:16-27