Zvakazarurwa 21:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Guta rakanga rakavakwa zvokuti mativi aro mana akanga akaenzana pakureba napaupamhi. Akaera guta netsvimbo uye akariwana rina mastadhia zviuru gumi nezviviri paurefu, uye rakapamhamha nokureba sourefu hwaro.

Zvakazarurwa 21

Zvakazarurwa 21:10-20