Zvakazarurwa 20:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakaropafadzwa uye vatsvene, avo vano mugove pakumuka kwokutanga. Rufu rwechipiri haruna simba pamusoro pavo, asi vachava vaprista vaMwari nevaKristu uye vachatonga pamwe chete naye kwamakore chiuru.

Zvakazarurwa 20

Zvakazarurwa 20:1-8