Zvakazarurwa 2:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Kumutumwa wekereke iri muSimina nyora kuti:Aya ndiwo mashoko aiye Wokutanga noWokupedzisira, akafa uye akararamazve.

Zvakazarurwa 2

Zvakazarurwa 2:1-12