Zvakazarurwa 2:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Rangarira pawakawa! Tendeuka uye uite zvinhu zvawakanga uchiita pakutanga. Kana usingatendeuki, ndichauya kwauri ndigobvisa chigadziko chako chomwenje panzvimbo yacho.

Zvakazarurwa 2

Zvakazarurwa 2:1-9