Zvakazarurwa 2:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino ndinoti kwamuri mose imi muri paTiatira, kunemi vasingabatiriri padzidziso yake uye vasina kudzidza zvinonzi zvakavanzika zvaSatani (handichazoisi mimwe mitoro pamusoro penyu):

Zvakazarurwa 2

Zvakazarurwa 2:22-27