Zvakazarurwa 2:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka ndichamuisa panhoo yokutambudzika, uye ndichaita kuti vaya vaiita upombwe naye vatambudzike zvikuru, kana vakasatendeuka munzira dzavo.

Zvakazarurwa 2

Zvakazarurwa 2:12-29