Zvakazarurwa 2:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

ndinoziva mabasa ako, kubata kwako nesimba uye kutsungirira kwako. Ndinoziva kuti haudi kuonana navanhu vakaipa, uye kuti wakaedza avo vanozviti vapostori asi vasiri ivo, uye ukavawana vari venhema.

Zvakazarurwa 2

Zvakazarurwa 2:1-3