Zvakazarurwa 2:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndinoziva mabasa ako, rudo rwako nokutenda kwako, kushumira kwako uye nokutsungirira kwako, uye kuti iye zvino uri kuita zvinopfuura zvawakaita pakutanga.

Zvakazarurwa 2

Zvakazarurwa 2:9-25