Zvakazarurwa 2:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ane nzeve dzokunzwa, ngaanzwe zvinoreva Mweya kukereke. Kuno uyo anokunda, ndichamupa imwe mana yakavanzika. Ndichamupawo ibwe jena rine zita idzva rakanyorwa pariri, rinongozivikanwa naiye anorigamuchira.

Zvakazarurwa 2

Zvakazarurwa 2:9-21