Zvakazarurwa 2:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndinoziva paunogara, pachigaro choushe chaSatani. Asi wakaramba wakatendeka kuzita rangu. Hauna kuramba kutenda kwako kwandiri, kunyange mumazuva aAndipasi, chapupu changu chakatendeka, uyo akaurayiwa muguta renyu, munogara Satani.

Zvakazarurwa 2

Zvakazarurwa 2:8-21