Zvakazarurwa 19:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo mutumwa akati kwandiri, “Nyora uti: ‘Vakaropafadzwa avo vakakokwa kuchirariro chokuwana cheGwayana!’ ” Uye akatizve, “Aya mashoko echokwadi aMwari.”

Zvakazarurwa 19

Zvakazarurwa 19:1-19