Zvakazarurwa 19:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ngatifarei uye tifarisiseuye timurumbidze!Nokuti mutambo wokuwana weGwayana wasvika,uye mwenga waro azvigadzirira.

Zvakazarurwa 19

Zvakazarurwa 19:2-10