Zvakazarurwa 19:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakuru makumi maviri navana nezvisikwa zvipenyu zvina vakawira pasi uye vakanamata Mwari, akanga agere pachigaro choushe. Uye vakadanidzira vachiti:“Ameni, Hareruya!”

Zvakazarurwa 19

Zvakazarurwa 19:1-8