Zvakazarurwa 19:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakasara vavo vakaurayiwa nomunondo wakabuda mumuromo wouyo akanga akatasva bhiza, uye shiri dzose dzakagutswa nenyama yavo.

Zvakazarurwa 19

Zvakazarurwa 19:12-21