Zvakazarurwa 19:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakaona denga razaruka uye ipapo pamberi pangu pakanga pane bhiza jena, mutasvi waro anonzi Akatendeka uye Chokwadi. Nokururamisira anotonga uye anorwa hondo.

Zvakazarurwa 19

Zvakazarurwa 19:2-17