Zvakazarurwa 19:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Shure kwaizvozvi, ndakanzwa inzwi kudenga rakaita somutinhiro wavazhinji zhinji richiti:“Hareruya!Ruponeso nokubwinya nesimba ndezvaMwari wedu,

Zvakazarurwa 19

Zvakazarurwa 19:1-5