Zvakazarurwa 18:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo, nezuva rimwe chete matambudziko ake achamukunda anoti:rufu, kuchema nenzara.Achaparadzwa nomoto,nokuti Ishe Mwari anomutonga mukuru.

Zvakazarurwa 18

Zvakazarurwa 18:6-14