Zvakazarurwa 18:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo mutumwa ane simba akasimudza dombo rakaenzana neguyo guru akarikanda mugungwa, akati:“Nechisimba chakadaiguta guru reBhabhironi richakandwa pasi,risingazombowanikwizve.

Zvakazarurwa 18

Zvakazarurwa 18:11-24