Zvakazarurwa 18:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vachakanda guruva pamisoro yavo, uye nokuchema nokuungudza vachadanidzira vachiti:“ ‘Nhamo! Nhamo, iro guta guru,vose vaiva nezvikepe pagungwa vakapfuma noupfumi hwaro!Muawa imwe chete, raparara!

Zvakazarurwa 18

Zvakazarurwa 18:13-22