Zvakazarurwa 18:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

nhumbi dzesinamoni nezvinonhuwira, mura nezvizoro zvinonhuwira, waini namafuta omuorivhi, upfu hwakatsetseka negorosi; mombe namakwai; mabhiza nengoro; nemiviri nemweya yavanhu.

Zvakazarurwa 18

Zvakazarurwa 18:12-23