Zvakazarurwa 18:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vachitya kurwadziwa kwaro, vachamira kure uye vagochema vachiti:“ ‘Nhamo! Nhamo, Iwe guta guru,Iwe Bhabhironi, guta resimba!Kuparara kwako kwasvika munguva imwe chete!’

Zvakazarurwa 18

Zvakazarurwa 18:1-19