Zvakazarurwa 17:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo mutumwa akati kwandiri, “Seiko wakatyamara? Ndichakutsanangurira chakavanzika chomukadzi uye nechechikara chaanotasva, chine misoro minomwe nenyanga gumi.

Zvakazarurwa 17

Zvakazarurwa 17:1-13