Zvakazarurwa 17:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo mutumwa akanditakura ndiri muMweya akaenda neni kugwenga. Ikoko ndakaona mukadzi agere pamusoro pechikara chitsvuku chakanga chakafukidzwa namazita okumhura uye chakanga chine misoro minomwe nenyanga gumi.

Zvakazarurwa 17

Zvakazarurwa 17:1-5