Zvakazarurwa 17:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Chikara nenyanga gumi dzawaona zvichavenga chifeve. Zvichachiparadza zvigochisiya chisina kupfeka; zvichadya nyama yacho zvigochipisa nomoto.

Zvakazarurwa 17

Zvakazarurwa 17:6-17