Zvakazarurwa 17:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vachaita hondo neGwayana, asi Gwayana richavakunda nokuti ndiye Ishe wamadzishe naMambo wamadzimambo, uye vakadanwa varo ndivo vachava naro, vakasanangurwa uye vateveri vakatendeka.”

Zvakazarurwa 17

Zvakazarurwa 17:12-18