Zvakazarurwa 17:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pane madzimambo manomwewo. Vashanu vakawa, mumwe chete aripo, mumwe wacho haasati auya; asi paanouya, anofanira kugara kwechinguva chiduku.

Zvakazarurwa 17

Zvakazarurwa 17:3-14